Mwedzi wagara (2)
Mwedzi wagara Wagara kuna dendere Dendere china mavara Mavara anenge edzetse Edzetse rakwira muzinda Mumuzinda kunoteya tsuro Teya tsuro nemubata mutsva Mubata mutsva…
Mwedzi wagara Wagara kuna dendere Dendere china mavara Mavara anenge edzetse Edzetse rakwira muzinda Mumuzinda kunoteya tsuro Teya tsuro nemubata mutsva Mubata mutsva…
Iwe neni, Sezvose zvakanaka, Zvinouya zvakabatana, Nyevhe nedovi, Bhande nebhurugwa, Mari nedumbu, Chingwa nemajarini, Solo naMutsai, Iwe neni! Chirenga kurebesa meso, Womira kurerutsa…
Zuva rabuda, Rodziya, rachekanyika, Ziya romimina pahuma, Pashaya makore anotonhodza nyika, Ngoma ndiyo ndiyo, Vaitonga vachiri kutonga, Zvinotongwa hazvina mhoswa, Chero vachiri kutonga,…
Ndakamuwana ndatambura, Mibvunzo gumi nefararira, Misodzi neropa zvaerera, Kwagodobori ndabhadhara. Kuna musiki ndagwadama, Mune yechisikirwa ndakatama, Kutsvaga wandinoda akadzikama, Wandinodada naye zvakadzama. Makore…
Rure rure (Hayi) Uyu ndiye nhanha (Hayi) Azvara mwana gaga (Hayi) Ngaagwadamire tione (Hayi) Rure rure …
Chave chinguva rabuda kumabvazuva, Zvino rorerekera kurowa nhongonya, Zvapindirana zuva nemwedzi, wagara, Watema pasi wamhura Musikavanhu, Chimotsi, yawe nguva yechisi! Nhasi mahakurimwe! Badza…
Havana zvizhinji zvinovanetsa, Kupinda vovana zvavanoda vobuda, Vakapakata papfudzi sahombarume, Kwete kusvorotenderera nhando, Takabva neko kumhunga hakuna’pwa. Panotsva ndebvu kudzimurana, Pasina kubvunzana twakavanda,…
Musha wenyu ndiChikunguru vasekuru, Ziiii tonho godo rechando, Nenhunzi dzatama hadzivanikwi,… Mushaiko unoraramwa neane chaakatsika?. Mushaiko usingarire ngoma?. Kuimba tinoimbirwa nemazizi, Ani iyeye…
Ndini ndadaro, Kuzvireva hongu ndini, Kuti zvirege kudaro, Zvikaramba zvakadaro, Pachaita kuburana! Muchateya mariva, Mushandirapamwe, Asi pakunovhura apa, Nekutarira misungo, Ave mazvakemazvake! Saka…
Openly single, And covertly evil, Looking to mingle, With the loaded to nibble, Till bank accounts cripple. With me she’s obsessed, Continuously acting…