Chemutengure

Chemutengure (chemutengure) x4

Chawa chemutengure vhiri rengoro (woye woye) x4

Wanditi mutyairi wandionei (woye woye)
Ndaona bhurugwa rizere dova (woye woye)
Wanditi mukokeri wandionei (woye woye)
Ndaona bhurugwa kuzara tsine (woye woye)

Mukadzi mutyairi haakwiri ngoro (woye woye)
Anongonokora girisi rengoro (woye woye)
Mukadzi wemutyairi haashayi dovi (woye woye)
Anotora girisi okurungira (woye woye)

Ndiro yemutyairi wanzai dovi (woye woye)
Anoti okambura rime ozora (woye woye)
Wanditi mutyairi wandionei (woye woye)
Ndaona girisi rawakazora (woye woye)

Amai vepano nhasi vanatwo (woye woye)
Ndagara ndaona kurova mwana (woye woye)
Huya uone zvaitawo pano (woye woye)
Mamera tsvai nemakonzo, daidza mai (woye woye)

Author: nyobvo

Muremekedzi weShona rurimi rwamai

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Google photo

You are commenting using your Google account. Log Out /  Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

Connecting to %s