Ndewako kudini
Ndewangu! Kwandakamuwana kachana, Kunosvika madhongi ave nenyanga, Gore rose ndichimupfimba, Gwevedzi kupedza rave neman’a! Nduma takapanana kwatete, Munyai nasamukuru ndakatuma, Handina chikwereti natezvara, Ndakabhadhara ano mazimari, Nedzinotsika, danga rose! Ndewako Continue Reading →