Mungodaro ngenyi
Mukore uno mupwere angoda kufunda, Zvamunoziva tsaManyika udooma zvake, Usina kuenda kwaTsambe hauzi kufundaba, Bambo ndakarima maribowa, mupwere otadza ngei kufunda? Tsambe kumbatoenda,…
Mukore uno mupwere angoda kufunda, Zvamunoziva tsaManyika udooma zvake, Usina kuenda kwaTsambe hauzi kufundaba, Bambo ndakarima maribowa, mupwere otadza ngei kufunda? Tsambe kumbatoenda,…
Taireva (Takamboreva mukoma) Gore mwana gore mwana munovapeyi (Takamboreva mukoma) …
Kugara harahwa dzakamira? Zvino wamira vakuru vagara! Wongoti tuzu pamberi pedare, Kwaunobva hakuna vapangi? Mutambo woda kutsvuka ropa, Zvinorovesa! Kwave kubongomora usina kurohwa,…
Pakukutu, diko ndivo makata! Kuranga waunoda zvinonetsa, Gona rikawe ranyakutumbura, Godo rikabva kune weropa, Chiunu chiri chababa vevana, Gororo rikawe chido chemwoyo, Kuputa…
Zvavo vakakomborerwa, Newe angori makwikwi, Kutadza kana kundisiira zamu? Iwe kurudyi ini kuruboshwe, Kuzotoyamurwa negavakava, Potse ndaichatokusiira ndirini! Panyimo ngoma ndiyo-ndiyo, Unosiya chaenga…
Ndakariona zvangu ndichasvika, Richindiongorora neziso raitaura, Zitete risina kubvira rambovanikwa, Ndichingofuratira, gotsi zvariri retsito, Rondinokora yekutanga tsoka muruwanze, Bva zino irema, nyangwe neasina…
Ndipo pazvinoda, uri parumananzombe, Kungosvika pazvafungira semudzimu, Mahwekwe newandakaramba gorero, Dhuma-dhuma, ongoerekana anyuka sehowa, Kusvikira panhamo semwana wemusango! Tsoka zvino neshena dzazoti mbe-e,…
Diko naMwari muchanditaurirawozve, Kwazvakatanga nekwazvichaperera, Kwazvakarehwa nekwazvakatsanangurwa, Ndo’kutsva demo pachisara mupini! Kuno madzimai avandisa kupfura varume, Kana harahwa dzinoda barika dzazvikonevavo! Pese-pese dzangove…
Bhachi ndarova zvese nemutsipanyoka, Nebhurugwa rine mupono onocheka nhunzi, Kunanga mberiyo kwandanzwa ngoma kurira, Ndati ndiite zvekubata jongwe muromo. Hwangu ukama nechingoto ndehweguyo…
Munhu wagara ndewenyama! Vanongonditaura vanaChinyama, Kuvavarira kuti ndiite munyama, Pandinongoti nzve-e, vofinyama, Manyama amira nerongo, zvaminyama! Ndakatanga zvangu ndakanyarara, Vachindibata huyanga semarara, Nhaka…