Wakamudirei
Pamwe wakachiva meso anoenda-enda, Kupenya semheni, sekureva kwavakuru! Zvimwe wakamudira zvake zvivakashure, Zvisingadi mbereko kana obhabhura mwana. Pamwe dzake njere ndodzavakapembedza, Vazhinji, misoro yavo yaive izere mvura. Kuda wakafarira chipfuva Continue Reading →