Nyaudzosingwi

1. Bheu (kuvhurika)
2. Fovi (kusvada)
3. Kweche (kupinda/kumwa kwebhora)
4. Nya-a (kurova)
5. Nyamu (kutakura)
6. Nama (kunamatira)
7. Pidigu (kuva, kurasika)
8. Pweshe (kugara/kugarisika)
9. Tande (kumhanya/kutiza)
10. Tswe-e (kutsweta/kusiya)
11. Zi-i (kunyarara)