Chiramwa
Vafana vemazuvano chiramwa! Panopano kuridza tsamwa, Ndezvako izvo, handikendenge, Vajaira dzavo nharembodza, Kumasaisai kwavanoswerotandara, Kare kwedu vaiwe moyo murefu, Kukuvara nenhomba wakatarira, Nyama, uku uchingoseva nemuto, Dakara mukoma vazofunga kunhonga, Continue Reading →