Iwe umire papi
Ndiyo nyuchi kutsunzutira, Kufamba paruva rimwe narimwe, Kukoromora itwo bedzi tunonaka, Zvishoma nezvishoma kutakura, Chitarira mavara uone kutsvinda! Painofamba pese kuyevedza, Kana wayo muridzo kuteerera, Kubva mabasa ayo inhapitapi! Bvunza Continue Reading →