Hwindi
Madirei echikoro kudzokorora, Chikamu chimwe chete katatu, Zvino zvaave kutonge baba, Vari kutamba nevana, Tarira, injodzi munhandare. Zvechikoro zvaramba izvi, Regai zvangu nditsvage…
Madirei echikoro kudzokorora, Chikamu chimwe chete katatu, Zvino zvaave kutonge baba, Vari kutamba nevana, Tarira, injodzi munhandare. Zvechikoro zvaramba izvi, Regai zvangu nditsvage…
Kwava kusakara kwedovo, Sekunge risakadyiwa nyama, Wangu hupenyu ndazadzikidza, Vana vatatu vazukuru jahwi, Vati pararira nenyika dzose, Tangotarisana pano nama’tombi, Richibuda dakara parinopota….
Tarira munda wati ndoo, Kusviba nadzo idzo Ndira, Kupera kweZhizha asika, Famba nendima kusakura. Kukadzi uno matura azeyama, Rave dzikitsiki kunyima sechapungu, Hanzi…
Mvura naya naya Tizodya magaka Mvura naya naya Tizodya magwere Mvura naya naya Tizodya mapudzi …
Ndakakura naye mufana uyu, Nyope chaiyo muera gejo, Kana kumora huchi hwaiva hutsi, Asi padiki nepadiki ndakamudzidzisa, Bva nhasi uno zvandiparira, Yave shoroma…
Vemanzwi matete vanoziva, Simba rekutarisika kwemeso, Zvikazosanganiswa nenjere, Hupenyu hwave pamutenure, Asi harusi rwerudzi rumwe, Runako! Rwangu nderwekuzvarwa narwo, Kubva muhucheche tichakama, Chembere…
Usatsamwa sengwena, Amai havarohwe, Muromo vakakutuka, Uswatanuke pfungwa, Ukwanise pari nhasi, Kudya zveziya rako. Navakoma makarwa kwazvo, Asi aityiwa nedunhu rose, Raiziva kuti…
Gore zvaratopera, Tichidya Magodo kudai, Chikanya kudya tichipfachura, Chanakira isu MOV, TaZaranyika kudai. Tototenda imi Chidavaenzi, Tingadai tisiri padare rino neChiwandire charo, Navakuru…
Mazita jahwi moita ekusarudza, Vazukuru vanoti gogo, Vavakidzani vakati mbuya ngana, Kwatiri vana muri gamba, Rakashanda siku nesikati, Kutadza kurarama hwaro hupenyu, Richigadzirira…