Asi uchangondida
Zvandakaita zvinorova! Zvagara zvichikuchemedza, Zvino zvaunorambira padivi, Chii chaunoona mudiwa? Ndinokuregerera nguva zhinji, Kana sirivha nendarama karibe, Zvinotaima zvekukupa handina, Wongoramba wakati neni…
Zvandakaita zvinorova! Zvagara zvichikuchemedza, Zvino zvaunorambira padivi, Chii chaunoona mudiwa? Ndinokuregerera nguva zhinji, Kana sirivha nendarama karibe, Zvinotaima zvekukupa handina, Wongoramba wakati neni…
Chemutengure (chemutengure) x4 Chawa chemutengure vhiri rengoro (woye woye) x4 Wanditi mutyairi wandionei (woye woye) Ndaona bhurugwa rizere dova (woye woye) Wanditi mukokeri…
Aikazve, gore rimwe zvaratopera, Chii zvino chawakaita chisvinu? Idzo hama neshamwari vakwazisa? Vamwe varombo, chavanacho bedzi imari! Makorokoto kuti wakabaya gore rino, Kana…
Hakuna shamwari pfumbamwe, Dzinotamba makore mapfumbamwe, Kupindana kwavo makore, Nekuchinja kwezvivavariro! Mafungiro ako egore riya, Kana achiri iwo nanhasi? Uri kutambisa nguva rako,…
Zvawaiti zvinorwadza? Ichokwadi here ndiudze? Buda pachena ma’mwana, Ndakaiona ini ngwarati, Namaziso angu aya, ndomene, Ichizvara rakacheka nyika, Ndakariwara, zvisina yambiro, Ndonzwa neruzha…
Yawe nyama yekugocha Yowerere Yawe nyama yekugocha Bayawabaya Yawe nyama yekugocha …
Ruzhinji rwaiti anorwara, Vamwe vakati ibenzi, Zvikanzi navapfuuri anopenga, Pane vaiti kukotsira, Ngaarohwe gwati apepuke! Vemutsa vakati musadaro, Moyo murefu wekuregerera, Hongu, dzakatamba…
Iwe rega kundijairira, Mutemo unomira pano, Ndikati nhasi udzingwe basa, Unoswera wogota mushana paruzevha. Umire kundidheerera, Ndiri foromanika ini, Undione kuhofisi mangwana, Handishandi…