Zvinonetsa
Pakukutu, diko ndivo makata! Kuranga waunoda zvinonetsa, Gona rikawe ranyakutumbura, Godo rikabva kune weropa, Chiunu chiri chababa vevana, Gororo rikawe chido chemwoyo, Kuputa…

Zvavo vakakomborerwa, Newe angori makwikwi, Kutadza kana kundisiira zamu? Iwe kurudyi ini kuruboshwe, Kuzotoyamurwa negavakava, Potse ndaichatokusiira ndirini! Panyimo ngoma ndiyo-ndiyo, Unosiya chaenga…