Kutaura manyanya

Vanhu vagara ndeve nyama! Vanongonditaura vana Chinyama, Kuvavarira kuti ndiite munyama, Pandinongoti nzve-e, vofinyama, Nhasi amira nerongo, manyama! Ndakatanga zvangu ndakanyarara, Vachindibata huyanga…

Posted On

Musakurumidza matonga

Musatonga, tinobva kwakasiyana, Kachana, kusingabviri kudzoka, Kukurukura vamwe zvakatipotsa, Kupona napaburi retsono chaiko! Ndezvekutopembedza Nyadenga. Takava navo vaitituka nekuranga, Zvose baba namai, kukomborerwa,…

Posted On

Ndoenda kwambuya

Zidzikana dzvuku randaona apo (Kurwerwa rute serinodyiwa nyama) Chembere dzekuno dzine manenji (Kubika doro rinenge mukaka) Zvanzi chakauya ndechakauya (Mwana wehama ambori nei)…

Posted On

Nhemamusasa

Haiya woye woye vakuru woye (Nhemamusasa) Hanzvadzi yamai wako zvaisingarimi (Nhemamusasa) …

Posted On

Vakuru vaita munhikwi

Zvingori maringe nenyaya yesadza, Mari yagara yakashata, ine chitema! Kwazvakarehwa vaiti meso kuunyana ruzivo, Chese chaitwa navakuru chaiwe chinake! Zvino inga mariva takateya…

Posted On

Zvarwadza imi

Iye wamunoti ndewe mapoto, Nyangwe zvake achichachura poto, Vane gondo voti chipuka, heto, Mukadzi haarambirwi kuroya, zviroto, Kutaura kuno totoronga muchato, Nhaka naye…

Posted On

Aive magariro

Ndopika navakuru vakapera ne’nda! Taive takagarika gochaimatehwe, Tisati tavhiringwa navapambevhu, Nharaunda dzi-i, pamusoro pechikomo, Tichiona zvinouya zvichiri chinhambwe, Musha takavakidzira nerutsito! Ziya kuerera…

Posted On

Chikende

Hona chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) Chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) …

Posted On

Hwema handirase (michero yemusango)

Mutohwe wemunzira yekutsime, Ndiwo waive wadawatanha! Hausaikwanisa kuchengeta Dohwe ratsemuka, Rakasinina kudai ndere mudondo! Vamwe vakati Mashuku, Vamwe Mahobohobo, VaManyika tinoti Mazhanje, Anonaka…

Posted On

Munyori

Kunyora kuverenga! Pavanorava magwaro vachikwenyana, Iwe chinyararire, uri pabasa, Pavanenge votamba rwiyo, Chako kuteerera manzwi, Pavanosekerera nyambo, Iwe uri kudzidza maitiro, Vachinge voyeva…

Posted On