Kuvhiyiswa mbudzi
Varume, nhasi pano paita zinyaya, Rakaoma, dare rafukunura zvihombe! Mudunhu raSabhuku Mazvimbakupa, Mbudziyadhura akaita chisionekwi! Potoda kuisa misoro pamwe chete. Tisati tatanga kana…
Mvengemvenge
Varume, nhasi pano paita zinyaya, Rakaoma, dare rafukunura zvihombe! Mudunhu raSabhuku Mazvimbakupa, Mbudziyadhura akaita chisionekwi! Potoda kuisa misoro pamwe chete. Tisati tatanga kana…
Ndokungura vatakakotsa riya gore rendongwe, Vakasotsakatika, nyakutumbura VaNyamutekede, Pada vakarovera zamu pasi kuti ndife ndiri rombe! Ndiko kusisadzokereki, kwatakabva kwave kure. Kuyaruka kwacho…
Hombi, hombiro, hombi chairo (Hona urombo) Vacharigaduri vakaita nharo ndakavakangambura nechigero (Hona urombo) Zvandavakangambura ndakaripa mombe nembudzi mbiri (Hona urombo) Mbudzi mbiri ndakabaya…
Zvataurwa naMagurete ndizvo! Kutanga, kupedzisa nekupendera, Muridzi vemurume ndimaiguru! Muridzi vemuchato, muridzi wemba, Vane vana vanozikanwa kusvondo, Nyangwe vakadini, kana kushereketa, Chero vakati…
Ganda kutsvukirira, Kubvumwa nemvura, Matama kuzvimbirira, Sendine manjoko mukanwa, Mhanza kutoikira, Kupenya senyeredzi, Naidzo mvere chena, Makushe bedzi zvavo, Mhare, mujenandebvu, Ruzivo rwawandisa,…
Kutaurirwa hunyimwa vanhuwe-e, aaa! Zvakatanga sekuseka tiri kwaChecheche, Sechivhundu, takavarairwa kuti vavava, Mumubvuri vemusharu takagara tatata, Takazviona zvedu vachangoti gogogo, Nemeso machena, akati…
Uchiri pamhandara, haiva! Kubika machikichori kupera, Kubura hwaingove huchi, Kuita kudadamira kutsvoda, Hoyo muviri wonyunguduka! Zvino chi-i chatora nzvimbo? Chapinda rukonye, rwadzika midzi,…
Chada mwoyo hachikoni, Kana kugara handichagoni, Chionaka zvandafunga wena, Iwe neni kubva tovadzana, Ini zvangu ndinokuda chose, Ndodada kune vamwe vose, Kubva nhasi…
Handidi mari yako, Yekutanga ndaudzwa magaramwoyo, Hanzi he-e he-e, zvakazodai zvikazodini, Kusvika ropa rangu rogwamba. Gara nemari yako, Asi tanga wabhadhara imba, Mutero…