Mabasa avapositori
Ndiye Johwani naSafira, Vakanzwa kutinhira nechekure, Zvekubhabhatidzana pasi tsve-e, Vobva Jerusarema kuenda Canaan, Kumhanyira kwavanzwa Peturo! Vorondedzera rwavo rwedo, Rwurefu rwavakafamba netsoka, Vachibvunza…
Ndiye Johwani naSafira, Vakanzwa kutinhira nechekure, Zvekubhabhatidzana pasi tsve-e, Vobva Jerusarema kuenda Canaan, Kumhanyira kwavanzwa Peturo! Vorondedzera rwavo rwedo, Rwurefu rwavakafamba netsoka, Vachibvunza…
Inhamo here yakadai, Inoita tidye zvakadai, Muriwo rudzii wakadai, Unenge madzihwa kudai! Remusango nguva yezhizha, Kana remapindu nyatando, Madomasi pamwe nehanyanisi, Madirativhange, tosanganisa….
Ndiani mukuru tsuro nambada? Ndimbada Ndiani mukuru tsuro nambada? Ndimbada …
Mudumbu machema nzara munoda kuguta, Tinorwushuvira rugare tinorwuda, Kwariri zambuko enda usaneta, Chiriko chekupfumbata usagare pasi, Chikumbiriso mudiwa ndicho ichi, Chikumbiriso baba wevana…
Ndaneta kumhanyamhanya, Pfungwa dzave rushinga, Hana yaramba kugadzikana, Ndotswara hundi moyo kumakoto, Kamukwende taku, simu, tande, Kuchizororo kunopumhura! Hazvina kumira zvakanaka, Iyo yakwavarara…
Musarera dambudzo, Rinodzoka rokutambudzai, Ragara iro pachigaro, Imi moita varanda! Ritsvagirei nyaya, Musangano uriparadze, Musavarairwe naro, Dambudzo richakutongai. Kunyanya imi wechidiki, Vasingazivi chinonzi…
Papata, inguva yaive yakaoma, Kuve jaya kana mhandara, Nhamo yefodya kurumwa nekutsva, Kuzvipedza kwauve kutoyambuka, Pungwe, kuenda Nyadzonya, Unozvipakatira rako wega gidi. Ukasadaro…
Ndarivana gangaidzwa mukwenyi, Mhezi yavavira mune wangu moyo, Chigagairwa, chiunu chinenge chego, Zvino ndongoumburuka siku rose, Mangu mupfungwa haazorori kumhanya, Kaguchu-kadende, zviuya muroora…
Ndewangu! Kwandakamuwana kachana, Kunosvika madhongi ave nenyanga, Gore rose ndichimupfimba, Gwevedzi kupedza rave neman’a! Nduma takapanana kwatete, Munyai nasamukuru ndakatuma, Handina chikwereti natezvara,…