Nyemwerera
Kwakakwidibira, nhasi kune makore, Nyangwe moyo uchirwadza sei, Ramba wakapfeka nyemerero, Chisingaperi chagara chinoshura! Ivo pavanodya vachipfatyura, Zvimwe vachiita kukandira shiri, Vavo vana…
Kwakakwidibira, nhasi kune makore, Nyangwe moyo uchirwadza sei, Ramba wakapfeka nyemerero, Chisingaperi chagara chinoshura! Ivo pavanodya vachipfatyura, Zvimwe vachiita kukandira shiri, Vavo vana…
Hoyo waenda (Muchiona, muchiona) Tete waenda (Muchiona, makangotarisa muchiona) Hona waenda (Muchiona, muchiona) Chikangamazai chiye (Muchiona, makangotarisa muchiona) …
Harahwa dzogadzirira kuronda nhimbe, Rwawe rudziyakamwe, isu todzivhurira, Kudzisairira mubani, pakati pemakomo, Mune mafuro, mvura zvese negokoro. Padzinoti tsikitsiki kufurira nzara, Tombotora mukana…
Vanhu ava vakasuruvara Vari pano vakagumbuka Ruzhinji runotamba nhova Nemisodzi pamatama Chiiko chikonzero? Ndotangira poi? Ndipeiwo zano, Ndoita madiro? Yakanaka Samanyanga, Pamusoroi Changamire,…
Takamushevedza kuti Nhamoinesu, Kana ndiyo yatitambisa nhova, Uyu ndiReketai, tati taurai zvenyu, Pedze pindu moti Mativengerei? Maidei, kubva zvino Marwei? Chamunorwa, ndizvo munogona…