Zivai zvamakafambira
Ramadunhurirwa ndiMafirakureva, Sekuti ndinodzora nevasingadi, Chengetedzai imbwa yenyu! Idyire muruwanze mayakasungirwa, Musiye kundituma kubata panoera. Vamunopembedza pamisangano, Vanofamba vachiti makafa kare! Vachiganza nezvinhu…