Musana wandirwadza
Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! …
Dingindira reupenyu hwezuro
Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! …
Veukama nhasi vandiparira, Mwoyo yavo yakaoma, zviri nani ndiende kure, ndinogara kure nehama, Veukama vakaoma, Mwoyo yavo yakaoma, zviri nani ndiende kure, ndinogara…
Ho-o imi woye woye woye Shandai nesimba zvichanaka chete (Zvichanaka) Usimbe haushande (Usimbe ndimarimanzara) …
Waita mahwekwe navakuru? Kutochecheredza nzira nokokoko, Haungazivi chawakatadza gorero, Pamwe wakadyisa munda nembudzi, Ukati pada zvavharana nenguva, Nyamba mhosva yagara hairovi! Chaunotanga chete…
Taireva (Takamboreva mukoma) Gore mwana gore mwana munovapeyi (Takamboreva mukoma) …
Vamwene vangu godo vanaro Ndiende kuhuni zvonzi tutsotso Ndiende kumvura zvozvi mabvongwe Ndigeze zvangu zvonzi ipfambi Ndirege kugeza zvonzi ipfende
Ndakariona zvangu ndichasvika, Richindiongorora neziso raitaura, Zitete risina kubvira rambovanikwa, Ndichingofuratira, gotsi zvariri retsito, Rondinokora yekutanga tsoka muruwanze, Bva zino irema, nyangwe neasina…
Vashe vashe woye (Tora wuta) Hwako toda kuenda (Dzinoruma) Nyuchi (Dzinoruma) Vashe vashe woye …
Musatonga, tinobva kwakasiyana, Kachana, kusingabviri kudzoka, Kukurukura vamwe zvakatipotsa, Kupona napaburi retsono chaiko! Ndezvekutopembedza Nyadenga. Takava navo vaitituka nekuranga, Zvose baba namai, kukomborerwa,…
Zidzikana dzvuku randaona apo (Kurwerwa rute serinodyiwa nyama) Chembere dzekuno dzine manenji (Kubika doro rinenge mukaka) Zvanzi chakauya ndechakauya (Mwana wehama ambori nei)…