Vhara gonhi (Covid-19)
Chakatirova zvino takayeverwa, Nyamba takachinzwa chichiuya, Mwedzi mitatu, mina yapfuura, Chipembwe chashura matongo! Vamwe tichirarama nhereka, Vanhu ndevasingagari pasi, Kupembera tichipura nemusana, Tichiti…
Chakatirova zvino takayeverwa, Nyamba takachinzwa chichiuya, Mwedzi mitatu, mina yapfuura, Chipembwe chashura matongo! Vamwe tichirarama nhereka, Vanhu ndevasingagari pasi, Kupembera tichipura nemusana, Tichiti…
Wogotengera chari mukaranga, ko-o iniwo (Chari mukaranga) Wogotengera chari mukaranga, ko-o iniwo (Chari mukaranga) Wogotengera chari mukaranga, ko-o iniwo (Chari mukaranga) …
Nhandi vanditsika muswe wangu, Zvino ndatodza kutsika remberi, Vachenjeri vane muti mukanwa, Vagara vanotsenga mushonga, Vanoshopera dima mberi kwangu, Zvemunzira dzavo zvigutsa havaoni,…
Waramba mbanda kubva haurapiki, Chirega tigokuyambira mwachewe, Kugarika hakuzvikoki seurombo, Kutomira-mira, kusunga dzisimbe, Mhuka yeshure inyama yeshumba. Imwe nhamo inokupa chimene, Chezizi, parafamba…
Mumba muno mune mweya, Kunhuhwa semakafira gonzo, Chinonzi mutsvairo unochiziva? Wakapedzisira kushamba rinhi? Gwema rinobva nekwauri uko! Wakwiza man’a ari kuseka avo? Pada…
Muka, muka, muka kwayedza Zuva rabuda, Machongwe arira, Muka, muka, muka upenye Farira kufamba kwenguva
Yakatanga iri hurukuro zvayo padare, Vasharukwa vechondinyengedza, Chiroora mwanawe, ndiwo musimboti, Ini ndokunozvitsvagira yangu nhenha, Yakaita zvekusikwa, kwete kuzvarwa, Ndokumhanyira nayo mumambure, Dzikakurumuka…
Ivo vekurara masikati ava! Vachisakura vamwe nekuvhima, Kotsi negotsi kubva ngonono, Fukidza hari kana tswinya mhuno, Hope dzinodhonzerana nerufu, Tsika nditsikewo, zvinobhemerana! Usimbe…