Manditeya
Chii zvino chamavavarira? Kunditarisa nebandi reziso, Ndazviona kare makanditeya, Yakakura seyi yandakapara? Kusunga rundaza pandinofamba, Muchimirira kuona pandinova, Mugozoti hezvo zvataireva, Pandaiti tiri…

Ndiyo nyuchi kutsunzutira, Kufamba paruva rimwe narimwe, Kukoromora itwo bedzi tunonaka, Zvishoma nezvishoma kutakura, Chitarira mavara uone kutsvinda! Painofamba pese kuyevedza, Kana wayo…
Hona vanhu, hona vanhu-we! (Kamwe kakati – vaneiko, vaneiko-we?) Kamwe kakati – vane tsenza, vane tsenza-we! (Kamwe kakati – kumbira tipivevo?) Kamwe kakati…
Motomuka hwandambe zhizha rino, Zvakwakanaya, sunga maviri bedzi, Uyu osungawo maviri madhonza, Iwe pamberi kutara mitsetse yembeu, Uyu otevera mushure meanokandira. Parinopisa rerudziyakamwe,…
Muchindiona zvenyu madzimai, Kuuya kutsime runyanhiriri kudai, Inyasha, muviri wakati rukutu, Kuziva nzira kungoti ndarovedzera, Kwandabva kufambira muhope, Ndamborara here madeko? Nayoka yavaMafukidze!…