Chine manenji hachifambisi
Kutaurirwa hunyimwa vanhuwe-e, aaa! Zvakatanga sekuseka tiri kwaChecheche, Sechivhundu, takavarairwa kuti vavava, Mumubvuri vemusharu takagara tatata, Takazviona zvedu vachangoti gogogo, Nemeso machena, akati chuchuchu! Vakapfeka dzino dzakati mbambamba, Vachitaura zvisingazwisisiki, Continue Reading →