Musakurumidza matonga
Musatonga, tinobva kwakasiyana, Kachana, kusingabviri kudzoka, Kukurukura vamwe zvakatipotsa, Kupona napaburi retsono chaiko! Ndezvekutopembedza Nyadenga. Takava navo vaitituka nekuranga, Zvose baba namai, kukomborerwa,…

Zidzikana dzvuku randaona apo (Kurwerwa rute serinodyiwa nyama) Chembere dzekuno dzine manenji (Kubika doro rinenge mukaka) Zvanzi chakauya ndechakauya (Mwana wehama ambori nei)…
Haiya woye woye vakuru woye (Nhemamusasa) Hanzvadzi yamai wako zvaisingarimi (Nhemamusasa) …
Zvingori maringe nenyaya yesadza, Mari yagara yakashata, ine chitema! Kwazvakarehwa vaiti meso kuunyana ruzivo, Chese chaitwa navakuru chaiwe chinake! Zvino inga mariva takateya…
Iye wamunoti ndewe mapoto, Nyangwe zvake achichachura poto, Vane gondo voti chipuka, heto, Mukadzi haarambirwi kuroya, zviroto, Kutaura kuno totoronga muchato, Nhaka naye…