Pote pote
Zakariende
Pote pote
Zakariende
Ndinotsvaga wangu
Zakariende
Musuki wendiro
Zakariende
Anodzichenesa
Zakariende
Kuti chuchuchu
Zakariende
Semwedzi wagara
Zakariende
Uyo sara
Uyo hande
Haivaiva ndanga ndichirewa uyu
Simuka hande
Zakariende
…