Kugarira hari sembwa
Zviyo zvako hazvina kunyatsokangwa izvi, Hauzivi mhamba inoshata musi vayabikwa, Moshora angu magate mashava kuvazva hwahwa, Nditambidze mhirimo tiite ‘mhoro doro’, Iri rinotoda…
Zviyo zvako hazvina kunyatsokangwa izvi, Hauzivi mhamba inoshata musi vayabikwa, Moshora angu magate mashava kuvazva hwahwa, Nditambidze mhirimo tiite ‘mhoro doro’, Iri rinotoda…
Kukura hakutani, kamwana kanezuro uno? Kataituma mvura kachiita zvokumhanya, Mukombe vosara vosvika chave chikamu, Ndiko kupindana kwamazuva takarivara, Nhasi zvino rasimba, pasadza chave…
Dzidza kumira mumutsetse zvakanaka, Ngaururame urege kunzvenganzvenga, Iwe vanonoka enda uko kumashure, Dai waida kumira nasahwira wamukira, Nhasi uchawa wekupedzisira kubatsirwa. Ndaizivei kuti…
Ndiye muwakidzani wandinofungira, Kuti akaba mbudzi yangu iya chena, Pandakaishaya akabika zvinonhuhwira, Kwaturai chaizvo musadzore tsvimbo, Kusvika asiya nyemba, kufuga rake ega. Ngatibvute…
Yedu nyika inotongwa neVadzimu, Pamwe neMhondoro dzinosvikirwa, Dzinotaura ndimi nevari kumhepo, Dzoturikira kunaMambo mutongigava, Nehofori dzemakurukota obatsirwa, Kutungamira ruzhinji pasina saruro. Masango otipa…
Dudu muduri (Katswe) Dudu muduri (Katswe) Chipo muduri (Katswe) Chiedza muduri (Katswe) Rudo muduri (Katswe) …
Ndagarisa muno musango ndaneta, Kwemakore kuvhima pasina chimuko, Kubatwa huyanga semombe yemashanga, Iyo nhava maburi yaramba kuzara, Ngoroyemoto kushaya kana tsaru zvavo? Bata…
Maiwe-e! Itsima yahombarume here, Wasverorimbinyuka muzuva nebasa, Kubva tinoritema isu vanamadyirapanze, Nemusuwa weganyabvu rinopera chimbi, Ndisunungure chuma chiunu chiregedzeke, Undipe komichi yemvura yakati…
Chandakatadzira musiki chikukutu, Urombo hwemukwambo chikwambo! Hunotoda kubika doro zvese nesvikiro, Dzinza rose kushaya akaenda kuchikoro, Veukama voti regai mwana aroorwe. Mati moyo…