Shiri yakanaka Posted on April 6, 2018 by admin — Leave a reply Shiri yakanaka unoendepi, Huya huya titambe, Ndiri kuenda kumakore, Kuti ndifanane nemakore!