Yanaya rave jezi
Takaribika doro paMasoso, Ropa raMusikavanhu rofadzwa, Bva isu vanhu toropafadzwa, Chiya chamupupuri chamaichiva, Rotevera kuvhuvhuta dutu guru, Yakazonaya dzvotsvotsvo kumakomo, Yechimvuramabwe, matsanza semazai,…
Takaribika doro paMasoso, Ropa raMusikavanhu rofadzwa, Bva isu vanhu toropafadzwa, Chiya chamupupuri chamaichiva, Rotevera kuvhuvhuta dutu guru, Yakazonaya dzvotsvotsvo kumakomo, Yechimvuramabwe, matsanza semazai,…
Mwedzi wagara Ndira Pamusi wemba Ndira Nhasi uri pano Ndira Wemba wemba Ndira Kwigo Ndira Pu! Tenderekedziwe Enda nourwere hwangu
Kuya kutsime, Zuva nezuva, Kukwira nekudzika, Kaviri kana katatu, Kunochera chinwiwa chanyadenga, Pakuti tiri mvura patimire! Pawainzi enda kutsime, Udzoke wakadengezera, Mugoro wakati…
Kana uchiti zvinorwadza, Tiratidze acho maronda, Zvirege kuperera mukutaura, Mbiri yeugamba yaunozvipembedza, Kurura tione mavanga! Kubva muromo haupi, Ruoko ndirwo runogova, Zvino zvawakati…
Rwekutanga ndirwo rudo, Rwunocheka kudzika zvakadzama, Rwausingakanganwe kana narini, Nyangwe kuuyei, kana zvaita sei, Nekusingaperi, kundida kabisira! Unoyeuka here kuye kurwizi? Kwataichera makurwe…
The sun is up! A bright new dawn, Bringing renewed hope, To all and sundry but me, And my already hungry lot, Beaten…
Zvosara zvoga zvidziro zvosara, Misoro yemba yoyambuka, Dzosara dzoga pwere dzosara, Bango remba royambuka, Nyika yangowe chembere neharahwa, Majaha nemhandara parwendo, Yatora moyo…
Nhasi dzina Chemusaiziya, Isu handeyi uko kurwizi, Tinoona chikomana chepamhiri, Chakaurayisa imbwa yako nezuro, Payakarohwa ganyamuto negudo, Ngaatogwinya, nhasi anokuona! Iri raamai vako,…
Weduwe-e muchauraya varume, Nemadirativhange amunovadyisa, Asina anoziva, zvino akodzongwa, Mamhepo, muzita remupfuhwira! Godobori ndawirwa nerushambwa, Kutizwa newangu murume, ondisema, Ndipei renyu gachichi remushonga,…