Gumbe-kumbe

Gumbekumbe-we kumbe
(Kamutambo kari pano-we kamutambo)
Hekani chihwa chihwa chihwa
(Kamutambo kari pano-we kamutambo)
Hekani nzou nzou nzou
(Kamutambo kari pano-we kamutambo)
Hekani dziva dziva dziva
(Kamutambo kari pano-we kamutambo)
Hekani mhofu mhofu mhofu
(Kamutambo kari pano-we kamutambo)

Leave a Reply

Your email address will not be published.

*