Posted on: April 13, 2019 Posted by: admin Comments: 0

Chishanu, 15 Kurume 2019,
Yakanaya dzvotsvotsvo ine dutu,
Tagarisika, kutambarara serunyemba,
Manheru, vamwe votoridza nyono,
Pakasvika gomo remvura Idai,
Rikakukura nharaunda yedu yose,
Hapana chakasara, vanhu nedzimba,
Kukandwa nyasi kwerwizi nenyanza,
Tinoti vamwe varipo pasi pematombo,
Makuru aya, atisingazivi kwaakabva,
Musatikanganwa!

Mazita:
1. Xxxx
2. Yyyy
3. Zzzz…

With time you will forget our aspects and figures,
But please remember our dear names.

Leave a Comment