Adzika midzi
Upenyu hwacho haunzwisisiki, Ndaiwe pamusoro ndichayaruka, Ndokuzvivanira wangu zvangu akatiya, Ino tsvarakadenga yakaoma nyama. Donzvo riri rekuvaka musha, Ndikati kubva ini ndagarika! Sadza ndoita rekugwadamirwa, Yekugeza yotanga yaitwa kudziisa! Zvino Continue Reading →