Chamutambarare
(Haiye)
Chamutambarare
(Haiye)
Maringo-ringo ndiani
(NdiaMujijiri)
Banga ndazoriwana muchakunda
Gonzo rine ndoro pamusana
Chiya chidembo pamuchinjiri
Chinyura iwe
Nyamutsvinya mutsvinyura
Chamutambarare
(Haiye)
Chamutambarare
(Haiye)
Maringo-ringo ndiani
(NdiaMujijiri)
Banga ndazoriwana muchakunda
Gonzo rine ndoro pamusana
Chiya chidembo pamuchinjiri
Chinyura iwe
Nyamutsvinya mutsvinyura