Nhai Marwei
Ko-o, ndotangira papi? Ndakakuziva uchakadai! Kare nguva gochaimatehwe! Zvino ave makumi mashanu! Ungori ipo pano padivi, Rega ndimbodzora ndangariro, Kuenda iko kwazvakatangira. Ikoko…
Ko-o, ndotangira papi? Ndakakuziva uchakadai! Kare nguva gochaimatehwe! Zvino ave makumi mashanu! Ungori ipo pano padivi, Rega ndimbodzora ndangariro, Kuenda iko kwazvakatangira. Ikoko…
Ivo vaunoti ndeve pedyo, Wavainwa navo muchikura, Hama chaidzo dzemutupo, Dzamaiseva chaenga mose, Dzaikuda chose uchayaruka, Ndidzo pedze dzokupandukira, Kukubaya bakatwa kumusana, Kana…
Pote pote Zakariende Pote pote Zakariende Ndinotsvaga wangu Zakariende Musuki wendiro Zakariende Anodzichenesa Zakariende Kuti chuchuchu Zakariende Semwedzi wagara Zakariende Uyo sara Uyo…
Zvako iwe hazvinzwisisike, Kufara nemisodzi yevamwe, Magaramoyo, izvi zvinorwadza, Zvinofadza bedzi wauya nazvo, Nyemwerero vamwe vakasuwa, Wagara wakanaka wakarara, Kumuka chete kungobvotomoka, Miromo…
Yedu yekusada kusarira, Taiweko iko kumakomo! Tichitamba muchando-chena, Kukwira takagara pazvituru, Kudzoka tichikunguruka, Takapfeka makwati pashangu, Vamwe vagarira nhanzva, Kuti tinyatsomhanya nebani, Yaingowe…
Ndiye wandaitsvaga, Iyeyu ane ndoro chena, Akajekererawoka pameso, Kudadisa pane vamwe, Iro shava, ganda remvura, Rinopenya senyeredzi, Anogutsikana nezvaari, Zvevamwe ndezvevamwe, Kutsungirira munhamo,…