Kachembere kegudo
Kane vana vasere
Kaifamba kachikwira mugomo
Kaifamba mangwanani
Kachitsvaga zvekudya
Kana kaguta vainzwa koti
Yuwi yuwi kwenyu-kwenyu
Yuwi kachikwira mugomo
Kaifamba mangwanani
Kachitsvaga zvekudya
Kachembere kegudo
Kane vana vasere
Kaifamba kachikwira mugomo
Kaifamba mangwanani
Kachitsvaga zvekudya
Kana kaguta vainzwa koti
Yuwi yuwi kwenyu-kwenyu
Yuwi kachikwira mugomo
Kaifamba mangwanani
Kachitsvaga zvekudya