Taireva
Taireva (Takamboreva mukoma) Gore mwana gore mwana munovapeyi (Takamboreva mukoma) …
Vana Vevhu
Taireva (Takamboreva mukoma) Gore mwana gore mwana munovapeyi (Takamboreva mukoma) …
Kugara harahwa dzakamira? Zvino wamira vakuru vagara! Wongoti tuzu pamberi pedare, Kwaunobva hakuna vapangi? Mutambo woda kutsvuka ropa, Zvinorovesa! Kwave kubongomora usina kurohwa, Zvaunoita sewagarwa nemudzimu, Mubvandiripo, woshoresa nyakutumbura, Simuka Continue Reading →