Chenzira
Kungofunga kuti rugare rwuri kune imwe, Nzvimbo, hauzombofi vakafara paugere, Rako ziso rongoshoropodza zvarinoona, Dakara mwene aritakura, nekamukwende, Kunanga mugwagwa, kuchiteshi chebhazi! Kutanga kangori kagwanzi zvako kazere tsine, Nerukato, iko Continue Reading →