Shungu
Shungu iwe shungu iwewe (Doro tinongotambura naro hatigone kusiyira vamwe Chinwai tiende kumusha) Ndikati shungu iwe hona shungu dzangu ini (Doro tinongotambura naro hamugone kusiyira vamwe Chinwai muende kumusha) … Continue Reading →
Vana Vevhu
Shungu iwe shungu iwewe (Doro tinongotambura naro hatigone kusiyira vamwe Chinwai tiende kumusha) Ndikati shungu iwe hona shungu dzangu ini (Doro tinongotambura naro hamugone kusiyira vamwe Chinwai muende kumusha) … Continue Reading →
Chigwindiri wauya, zinhu risina hama (Tamba tione) Ha-a, ini, zinhu risina hama (Ndonofira musango) Ha-a, ini, zinhu risina hama (Ndodyiva nemakava) … Mukanya
Rova ngoma mutavara we-e (Yowe-e amai voye) Tonozvireva kuna aniko we-e (Yowe-e amai voye) Rova ngoma mutavara we-e (Yowe-e amai voye) Tonofira musango we-e (Yowe-e amai voye) … Tuku
Hombi, hombiro, hombi chairo (Hona urombo) Vacharigaduri vakaita nharo ndakavakangambura nechigero (Hona urombo) Zvandavakangambura ndakaripa mombe nembudzi mbiri (Hona urombo) Mbudzi mbiri ndakabaya imwe, gumbo ndikavapa (Hona urombo) Gumbo ndavapa Continue Reading →
Ticha ndibatei maoko Ndaita namba mbiri Ndaita namba 1 nenamba 2!
Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! …
Veukama nhasi vandiparira, Mwoyo yavo yakaoma, zviri nani ndiende kure, ndinogara kure nehama, Veukama vakaoma, Mwoyo yavo yakaoma, zviri nani ndiende kure, ndinogara kure nehama, Hona vandigara dare, Mwoyo yavo Continue Reading →
Ho-o imi woye woye woye Shandai nesimba zvichanaka chete (Zvichanaka) Usimbe haushande (Usimbe ndimarimanzara) …
Taireva (Takamboreva mukoma) Gore mwana gore mwana munovapeyi (Takamboreva mukoma) …
Vamwene vangu godo vanaro Ndiende kuhuni zvonzi tutsotso Ndiende kumvura zvozvi mabvongwe Ndigeze zvangu zvonzi ipfambi Ndirege kugeza zvonzi ipfende