Hombiro

Hombi, hombiro, hombi chairo
(Hona urombo)
Vacharigaduri vakaita nharo ndakavakangambura nechigero
(Hona urombo)
Zvandavakangambura ndakaripa mombe nembudzi mbiri
(Hona urombo)
Mbudzi mbiri ndakabaya imwe, gumbo ndikavapa
(Hona urombo)
Gumbo ndavapa vakanyemwerera, nharo hapana
(Hona urombo)
Mukadzi vandakaona apa, moyo kumuda
(Hona urombo)
Mazuva matatu ndakasunga hura, sadza handidye
(Hona urombo)
Hombi, hombiro, hombi chairo
(Hona urombo)

Zig Zag Band

Leave a Reply

Your email address will not be published.

*