Chikwama chababa chine madhora

Chenjera kunyengwa nerovha mukunda
(Aah he-e, aah he-e)
Irombe
(Aah he-e, iherere, aah here)
Iherere
(Chengeta chikwama chababa chine madhora)

Zirume rinoputa fodya ini handidi
(Aah he-e, aah he-e)
Rine ngozi
(Aah he-e, iherere, aah here)
Uya uone 
(Chengeta chikwama chababa chine madhora)

Leave a Reply

Your email address will not be published.

*