Kunyangira iri mudanga

Musaona kufamba nyorenyore sezongororo, Porepore, nhereka semunhu ari pazororo, Segonzo anoruma achifuridzira, igororo, Anokunyudza, kukugarisa mutswanda, chiororo, Akapakata zvikukutu zvakabva kure kumaroro. Kumazivandadzoka…

Posted On

Mubvumbi

Idzo hope ngadzinake kwoedza kudai, Kwakati tiba, makore avhara chiedza, Machongwe anorira okanganisa rugare, Magweture nezvisii-sii zvichichemerera! Zvamutsa mudhara zvino rave bongozozo! Oshevedzera…

Posted On

Hoza here amaiwe-e

Hoza here amaiwe-e (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) Handirare mukomboni (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) Ndozorumwa zvangu nenhata (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya)…

Posted On

Usamuchenjedza

Kwedu zasi kunyoro, Kubaya kudzika chaiko, Vamwe takakomborerwa, Topinza Mwari pakati! Kubva kupusa kuri paviri, Akabatwa nechahwihwi, Anoona kwaabva sekure, Asi akananga kwaakabva!…

Posted On

N’anga Chivanhu

Hama kaha, kukushamira semutombo! Vanoziva wakapedza makore mashanu, Uchiverenga kuchikoro chevazungu, Kudzoka wakapfeka ngovani yefundo, Wadadisa, wokushewedza kuti chiremba! Ko-o, ini n’anga yedzinza…

Posted On

Torima njera

Misha ndokutapidzwa takatarira, Kudzingwa se’mbwa muyedu minyoro, Yemumatoro, kukandwa kumawere, Kwachatikobo, kwataigara nezvikara, Kutongorarama nekukwarakwara, Kudya maroro, hute, netsubvu, Kuteya mbeva, mbira neshindi,…

Posted On

Chikwama chababa chine madhora

Chenjera kunyengwa nerovha mukunda (Aah he-e, aah he-e) Irombe (Aah he-e, iherere, aah here) Iherere (Chengeta chikwama chababa chine madhora) Zirume rinoputa fodya…

Posted On

Ziva zvakakosha

Yavo miromo haidonhi muvhu, Vakatirevera isu vasharukwa, Chaiveko chakadai chipembwe, Chidyavanhu, shuramatongo, Mapakatsine, ndiyo dusvura, Kare-kare kwazvo, kure-kure! Handipano, gochaimatehwe, Zana remakore apfuura,…

Posted On

Muteerera

Kwedu tinouti muteerera, Ndichoka chinonzi chivabvu, Chanaiva naiwo mubvumbi, Chinodyiva chete kana radoka, Kunyadza vanoruta vavakidzani, Vasvikira vaenzi’bva vodzinga, Se’mbwa, “Iwe ibva apa…

Posted On