Dukuduri wakafa

Hona vanhu, hona vanhu-we!
(Kamwe kakati – vaneiko, vaneiko-we?)
Kamwe kakati – vane tsenza, vane tsenza-we!
(Kamwe kakati – kumbira tipivevo?)
Kamwe kakati – hatiroyivi here?
(Kamwe kakati – huroyi hwacho huri payi?)
Kamwe kakati – huri mudukuduri!
(Kamwe kakati – dukuduri wakafa!)
Kamwe kakati – haagarwi nhaka-su?
(Kamwe kakati – kuita magarirei?)
Kamwe kakati – simuka tiende-we?
(Kamwe kakati – tiende kupiko-we?)
Kamwe kakati – kunoona uviri-viri hunoenda gova

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

*