Batai mapfumo (Ziva pekuisa X)
Zvavauya kudai hapachina chakanaka, Rufu urwu, ihondo iyi, Kukurirwa kana kukunda uku, Batai mapfumo varume. Chauya chauya hama, Kusiri kufa ndekupi?, Tagara muvhu…
Zvavauya kudai hapachina chakanaka, Rufu urwu, ihondo iyi, Kukurirwa kana kukunda uku, Batai mapfumo varume. Chauya chauya hama, Kusiri kufa ndekupi?, Tagara muvhu…
Kuroorana vaviri, Vane pfungwa dzakazvimirira, Zvasiyana zvido nezvivavariro, Zviuya hazvivanani! Kana zvizhinji zvikavirirana, Kubva ndiko kugarisana hukama, Kuchembedzana kusvika kukwegura, Pamwepo moona vazukuru…
Amai vaRena (Woye woye Rena) Vakapisa mwana (Woye woye Rena) Nekukara nhopi (Woye woye Rena) Kajusi kana kajusi …
Chepadare chagara munzeve dzavatorwa, Chemumba ndochiri mumhepo, Ndiko kunaka kwazvo nekuti pakukutu, Zviri mudzimba umu, mabasa! Kuzvireva paruzhinji zvinorema, Wakwewa sanzu wakwewa namashizha…
Chakanaka chakanaka sahwira, Chinwiwa chenyu chinonaka mhani! Rine horeka, aya matindingoma! Doro renyu randiomesa gotsi papata, Kungoti dzvutu, ndadungunurwa! Tendayi muzvare mubati wezviyo,…
Chakabaya chikatyokera! Vangu mudzimu vakapakata gona rapedza dzinza, Ivo vandipa ronda kuti nhunzi dzindidye, Ndofudzwa nepfumvu kusingaperi, Kubvira ndichiri mudumbu kupfuura kwamupfigwanebwe, Harwusi…
Pahushamwari hwedu, Tega tega zvedu, Hapana anotikunda, Nehubhosi hwedu.
Pano une danga radzo mhandara, Dzinorara sei munhanga gurumwandira kudai? Ane mhuri kwayo ndeane ndume seni, Imi mune mhurikadzi zivai kuti vatorwa, Vachaenda…