Sarura wako

Sarura wako
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Wangu mutema
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Mutematema
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Ane mahobi
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Uye madzihwa
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Asingagezi
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Ane moyo chena
(Kadeyadeya ane ndoro chena)
Sarura wako
(Kadeyadeya ane ndoro chena)

Zai rakaora!

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *