Muka kwaedza Posted on March 22, 2020 by admin — Leave a reply Muka, muka, muka kwayedza Zuva rabuda, Machongwe arira, Muka, muka, muka upenye Farira kufamba kwenguva