Amina
Amina Amina kadeya Kungovheya Amina wandishamisa P.O.Box Marandellas, Marandellas Dhumbembe dhumbembe dhumbembe Amina ju-u jekiseni
Vana Vevhu
Amina Amina kadeya Kungovheya Amina wandishamisa P.O.Box Marandellas, Marandellas Dhumbembe dhumbembe dhumbembe Amina ju-u jekiseni
Ita mombe paruzevha tikurume nzeve, Ndarama yechivanhu kubva chinyakare, Kana pari papi zvapo parere moyo, Une dzinotsika zvose zvakati twasu, Zvinoda dzakasangana hadzi nehono, Kubatsirana ose mabasa epamusha. Nzombe huru Continue Reading →
Ndiro Zhizha yonaya yemheni nemabhanan’ana, Ngava naSaManyika mungoonana ano Maenza, Mbudzi pazamu, Zvita mabiko neNdira mumunda, Patinoshanyura makura nekudyara minda yose, Pedze kutora muzira pakusakura nekukofora, Hapana inofura iwete mabasa Continue Reading →
Mukutanga kwerino gore, Taive netariro yekukunda, Tiri pachedu tichikwenyana, Tichiti zviuya zviri mberi. Vazhinji vaiti mutambo vepwere, Manyengedza pfungwa efodya, Inozadza matama ose nehutsi, Husingasviki nekuguru kwese. Zvavo zvinotarisika sezvine Continue Reading →