Kachembere kegudo Posted on May 9, 2018 by admin — Leave a reply Kachembere kegudo Kane vana vasere Kaifamba kachikwira mugomo Kaifamba mangwanani Kachitsvaga zvekudya Kana kaguta vainzwa koti Yuwi yuwi kwenyu-kwenyu Yuwi kachikwira mugomo Kaifamba mangwanani Kachitsvaga zvekudya