Makarima dondo
Musha wenyu ndiChikunguru vasekuru, Ziiii tonho godo rechando, Nenhunzi dzatama hadzivanikwi,… Mushaiko unoraramwa neane chaakatsika?. Mushaiko usingarire ngoma?. Kuimba tinoimbirwa nemazizi, Ani iyeye anotaura naani? Ani iyeye anoseka naani? Kuseka Continue Reading →