Ngativake musha
Chada mwoyo hachikoni, Kana kugara handichagoni, Chionaka zvandafunga wena, Iwe neni kubva tovadzana, Ini zvangu ndinokuda chose, Ndodada kune vamwe vose, Kubva nhasi…
Mvengemvenge
Chada mwoyo hachikoni, Kana kugara handichagoni, Chionaka zvandafunga wena, Iwe neni kubva tovadzana, Ini zvangu ndinokuda chose, Ndodada kune vamwe vose, Kubva nhasi…
Handidi mari yako, Yekutanga ndaudzwa magaramwoyo, Hanzi he-e he-e, zvakazodai zvikazodini, Kusvika ropa rangu rogwamba. Gara nemari yako, Asi tanga wabhadhara imba, Mutero…
Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! Ndorima musana wandirwadza Pakudya ndomera manhenga! …
Wakabvira kare naro gombo, Ukaridiridza neziya pamwe neropa! Kana rofashamira woziva kuti warwa, Kupinda monakidza kungogara urimo, Majombo vakapfeka, zvombo vakapakata. Chichenjera zvino…
Ramadunhurirwa ndiMafirakureva, Sekuti ndinodzora nevasingadi, Chengetedzai imbwa yenyu! Idyire muruwanze mayakasungirwa, Musiye kundituma kubata panoera. Vamunopembedza pamisangano, Vanofamba vachiti makafa kare! Vachiganza nezvinhu…
Hapana akamboona nhamo seMukorekore, Dunhu rino rese zvaro reGombakomba, Ndazoitamba, kubvira ndiri mudokodoko, Nanhasi yandisona zvino, kungoti nenineni, Ndikati ndoita mhuri, gore mwana…
Veukama nhasi vandiparira, Mwoyo yavo yakaoma, zviri nani ndiende kure, ndinogara kure nehama, Veukama vakaoma, Mwoyo yavo yakaoma, zviri nani ndiende kure, ndinogara…
Ho-o imi woye woye woye Shandai nesimba zvichanaka chete (Zvichanaka) Usimbe haushande (Usimbe ndimarimanzara) …
Waita mahwekwe navakuru? Kutochecheredza nzira nokokoko, Haungazivi chawakatadza gorero, Pamwe wakadyisa munda nembudzi, Ukati pada zvavharana nenguva, Nyamba mhosva yagara hairovi! Chaunotanga chete…
Foromani ngaasadaroba, hazviitwi, Kutsvake zviro zvekude kureketa, Ngaatsvete kuita zvaanoita izvozvo, Kunditukira mushando zienza rino! Zvino kukaba jendye kuriyambutsa! Handichadiba hangu, ndaremba kushupwa,…