Sarura wako
Sarura wako (Kadeyadeya ane ndoro chena) Wangu mutema (Kadeyadeya ane ndoro chena) Mutematema (Kadeyadeya ane ndoro chena) Ane mahobi (Kadeyadeya ane ndoro chena) Uye madzihwa (Kadeyadeya ane ndoro chena) Asingagezi Continue Reading →
Vana Vevhu

Kachembere kegudo Kane vana vasere Kaifamba kachikwira mugomo Kaifamba mangwanani Kachitsvaga zvekudya Kana kaguta vainzwa koti Yuwi yuwi kwenyu-kwenyu Yuwi kachikwira mugomo Kaifamba mangwanani Kachitsvaga zvekudya
Wehuwe Nyarara mwana Wehuwe Nyarara mwana Mwana anochema Nyarara mwana Mwana anochema Nyarara mwana Mwana wenyu wachema vakoma Wachemera mai vakaenda Vakaenda kwaChidyamupunga Chidyamupunga magaka aora Aorera mhiri kwaMungezi KwaMungezi Continue Reading →