Usamuchenjedza
Kwedu zasi kunyoro, Kubaya kudzika chaiko, Vamwe takakomborerwa, Topinza Mwari pakati! Kubva kupusa kuri paviri, Akabatwa nechahwihwi, Anoona kwaabva sekure, Asi akananga kwaakabva! Urombo unozvikoka sehope, Zvinonzi akakotsira haarohwi! Iye Continue Reading →