Roora rechimanjemanje
Gwaro renyu madzibaba ndariona, Handikutema kwekubatanidza ukama, Mamiriro ezvinhu tese tinoaziva, Ndozviwanepi, chingwa netsvigiri? Pazvinwiwa tichatoronda nhimbe. Vakarabwa mune idi here shuwa? Kundibhadharisa makandinzwanani? Musadaro, inga muri vanyarikani, Wenyu munomutarisira Continue Reading →