Mutsetse
Dzidza kumira mumutsetse zvakanaka, Ngaururame urege kunzvenganzvenga, Iwe vanonoka enda uko kumashure, Dai waida kumira nasahwira wamukira, Nhasi uchawa wekupedzisira kubatsirwa. Ndaizivei kuti ndiri kudzidza hupenyu, Mutsetse, chaicho chidzidzo chamandiriri, Continue Reading →