Hakusi kudada
Hupenyu hunoda kuzorora, haudi kuramba wakarara, Nemagwiriri kuvhundutsira mhembwe kunyimo urere, Womuka uchikwenya pane vakarabwa sevaendwa neuriri, Pedze pindu, woti wakaroyiwa nevakaenda kumaroro, Yasaidzirwa kumafuro haifuriri iwete bhururu! Muka uende, Continue Reading →